Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 38:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ini ndicaɀikurisa, nokuɀiita mutȿene, nokuɀiziʋisa pamberi pamarudzi mazhinji; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Ini ndichazvikurisa, nokuzviita mutsvene, nokuzvizivisa pamberi pamarudzi mazhinji; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndokuratidza kwandichaita ukuru hwangu nokuera kwangu ndichiita kuti ndizivikanwe namarudzi avanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Ndokuratidza kwandichaita ukuru hwangu nokuera kwangu ndichiita kuti ndizivikanwe namarudzi avanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Nokudaro ndicharatidza ukuru hwangu noutsvene hwangu, uye ndichazvizivisa pamberi pendudzi zhinji. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 38:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy