Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 38:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino nezuʋa iro kana Gogi aciʋuya kuzorwa nenyika yaIsraeri, hasha dzaŋgu dzicakwira mumhino dzaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Zvino nezuva iro kana Gogi achiuya kuzorwa nenyika yaIsiraeri, hasha dzangu dzichakwira mumhino dzangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pazuva iroro richauya Gogu kuzorwisa nyika yeIsiraeri, ndichaviruka nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pazuva iroro richauya Gogu kuzorwisa nyika yeIsiraeri, ndichaviruka nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Izvi ndizvo zvichaitika pazuva iroro: Nyika yaIsraeri painorwiswa naGogi, hasha dzangu huru dzichamuka, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 38:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy