Ezekieri 38:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Sheba neDedani naʋashambadziri ʋeTarshishi, pamŋe cete neshumba ɗuku dzose dza’po, ʋacati kwauri: Waʋuya kuzotora ɀakapambga here? Waʋunganidza ɓoka rako kuzotora ɀakatapxa here? Kuti utore sirveri nendarama, kuti utore ɀipfuwo nefuma, kuti utore ɀakapambga ɀizhinji here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Shebha neDhedhani navashambadziri veTarishishi, pamwechete neshumba duku dzose dzapo, vachati kwauri, ‘Wauya kuzotora zvakapambwa here? Waunganidza boka rako kuzotora zvakatapwa kuti utore zvipfuwo nepfuma, kuti utore zvakapambwa zvizhinji here?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VeShebha neDhedhani navanhu vemhindu dzokutengeserana vokuTashishi nemisha yayo vachati kwauri, ‘Mauya here kuzopamba zvinhu? Maunganidzira hondo yenyu kuzotakura zvinhu zvokupamba, kutakura sirivha nendarama nokuzotora zvipfuwo nezvinhu nokuzopamba zvinhu zvakawanda here?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 VeShebha neDhedhani navanhu vemhindu dzokutengeserana vokuTashishi nemisha yayo vachati kwauri, ‘Mauya here kuzopamba zvinhu? Maunganidzira hondo yenyu kuzotakura zvinhu zvokupamba, kutakura sirivha nendarama nokuzotora zvipfuwo nezvinhu nokuzopamba zvinhu zvakawanda here?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Shebha neDhedhani navashambadziri vokuTashishi nemisha yaro yose vachati kwauri, “Wauya kuzopamba here? Waunganidza vanhu kuti vatore zvipfuwo nenhumbi uye kuti utore zvakapambwa zvizhinji here?” ’ Viz kapitola |