Ezekieri 36:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Ndakapika ndiciti: Ɀirokwaɀo marudzi anokupoteredza kwose, ndiwo acashoʋorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ndakapika ndichiti, zvirokwazvo marudzi anokupoteredza kwose, ndiwo achashorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Saka zvanzi naTenzi Mwari, ndinosimudza ruoko rwangu ndichipika kuti marudzi ose ari munharaunda menyu ndivo vachanyara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Saka zvanzi naTenzi Mwari, ndinosimudza ruoko rwangu ndichipika kuti marudzi ose ari munharaunda menyu ndivo vachanyara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndinopika noruoko rwakasimudzwa kuti ndudzi dzakakupoteredza naidzo dzichashorwawo. Viz kapitola |