Ezekieri 36:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ipapo marudzi akasara kumatiʋi enyu ose acaziʋa kuti ini Jehova, ndini ndakaʋaka nɀimbo idzo dzaiʋa matoŋgo, ndikasima ɀe pakaŋga pakaparadzwa; ini Jehova ndakaɀitaura, ndicaɀiita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Ipapo marudzi akasara kumativi enyu ose achaziva kuti ini Jehovha, ndini ndakavaka nzvimbo idzo dzaiva matongo, ndikasimazve pakanga pakaparadzwa; ini Jehovha ndakazvitaura, ndichazviita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Ipapo marudzi anenge asara munharaunda yenyu achaziva kuti ini Tenzi ndini ndakavakazve maguta iwayo ndikarima maive renje. Ndini Tenzi ndazvitaura uye ndichazviita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Ipapo marudzi anenge asara munharaunda yenyu achaziva kuti ini Tenzi ndini ndakavakazve maguta iwayo ndikarima maive renje. Ndini Tenzi ndazvitaura uye ndichazviita.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Ipapo ndudzi dzakasara, dzakakupoteredzai dzichaziva kuti ini Jehovha ndakavakazve zvakanga zvaparadzwa uye ndakadyarazve zvakanga zvaparadzwa. Ini Jehovha ndazvitaura, uye ndichazviita.’ Viz kapitola |