Ezekieri 36:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Handiiti iɀoɀi nokuɗa kwenyu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova — muziʋe iɀoɀo; nyarai muʋe nenyadzi pamsoro pomufambire wenyu, imi imba yaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Handiiti izvozvi nokuda kwenyu,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha muzive izvozvo; nyarai muve nenyadzi pamusoro pomufambiro wenyu, imi imba yaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvandinenge ndichiita ndinenge ndisingaitire imi. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Zvizivei izvozvo. Nyaraiwo, munyarewo nezviito zvenyu imi vemba yaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvandinenge ndichiita ndinenge ndisingaitire imi. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Zvizivei izvozvo. Nyaraiwo, munyarewo nezviito zvenyu imi vemba yaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Ndinoda kuti muzive kuti handisi kuita izvi nokuda kwenyu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Nyaraiwo uye munyadziswe nokuda kwamaitiro enyu, imi, imba yaIsraeri! Viz kapitola |