Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 36:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Mucagara munyika yandakapa madziɓaɓa enyu; mucaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Muchagara munyika yandakapa madzibaba enyu; muchava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Muchagara munyika yandakapa kumadzibaba enyu, muchava vanhu vangu ini ndichava Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Muchagara munyika yandakapa kumadzibaba enyu, muchava vanhu vangu ini ndichava Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Muchagara munyika yandakapa madzitateguru enyu; imi muchava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 36:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy