Ezekieri 36:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino ʋakati ʋaciȿika kumarudzi, kwaʋakaenda, ʋakamhura zita raŋgu dɀene, nokuti ʋanhu ʋakati pamsoro paʋo: Aʋa ndiʋo ʋanhu ʋaJehova, ʋakaɓuɗa panyika yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino vakati vachisvika kumarudzi, kwavakaenda, vakamhura zita rangu dzvene, nokuti vanhu vakati pamusoro pavo, ‘Ava ndivo vanhu vaJehovha, vakabuda panyika yake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pavakaenda mumarudzi, kwose kwose kwavakasvika vakan'oresa zita rangu rinoera paizonzi navanhu ndivoka ava vanhu vaTenzi asi vakabuda munyika make imomo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Pavakaenda mumarudzi, kwose kwose kwavakasvika vakan'oresa zita rangu rinoera paizonzi navanhu ndivoka ava vanhu vaTenzi asi vakabuda munyika make imomo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye kwose kwose kwavakaenda pakati pendudzi, vakasvibisa zita rangu dzvene, nokuti zvakanzi pamusoro pavo, ‘Ava ndivo vanhu vaJehovha, asi vakatonzi vabve munyika yake.’ Viz kapitola |