Ezekieri 36:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mŋanakomana womunhu, ŋguʋa yaʋakagara panyika yaʋo, imba yaIsraeri yakaiȿiɓisa nomufambire waʋo neɀaʋaiita; mufambire waʋo pamberi paŋgu wakaŋga wakaita setȿina yomukadzi uri kumŋedzi kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Mwanakomana womunhu, nguva yavakagara panyika yavo, imba yaIsiraeri yakaisvibisa nomufambiro wavo nezvavaiita; mufambiro wavo pamberi pangu wakanga wakaita setsvina yomukadzi ari kumwedzi kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “mwanakomana womunhu imba yokwaIsiraeri payaigara munyika mayo yakain'oresa nenzira dzavo nezviito zvavo. Kwandiri, maitiro avo akanga akaita sokun'ora kwomukadzi anenge achitevera Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “mwanakomana womunhu imba yokwaIsiraeri payaigara munyika mayo yakain'oresa nenzira dzavo nezviito zvavo. Kwandiri, maitiro avo akanga akaita sokun'ora kwomukadzi anenge achitevera Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Mwanakomana womunhu, vanhu vaIsraeri pavaigara munyika yavo chaiyo, vakaisvibisa namaitiro avo uye namabasa avo. Maitiro avo akanga akaita sokusachena kwomukadzi ari kumwedzi pamberi pangu. Viz kapitola |