Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 36:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 handicazokunzwisi kunyadziswa kwamarudzi, hauŋgazoshoʋorwi naʋanhu, hauŋgazogumbusi rudzi rwake — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 handichazokunzwisi kunyadziswa kwamarudzi, haungazoshorwi navanhu, haungazogumbusi rudzi rwako,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Handichakurega uchinzwa zvokushorwa namarudzi uye hauchazonyadziswa navanhu. Hauzokonzera rudzi rwako kuti rwugumburwe.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Handichakurega uchinzwa zvokushorwa namarudzi uye hauchazonyadziswa navanhu. Hauzokonzera rudzi rwako kuti rwugumburwe.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Handichazoiti kuti unzwe kutuka kwendudzi, hauchazoshorwi navanhu uye handichazoiti kuti rudzi rwako ruwe, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 36:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy