Ezekieri 36:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 ndicawanza ʋanhu pamsoro pako, iyo imba yose yaIsraeri, iʋo ʋose; maguta acagarwa, namatoŋgo acaʋakwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 ndichawanza vanhu pamusoro pako, iyo imba yose yaIsiraeri, ivo vose; maguta achagarwa, namatongo achavakwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndichaitawo kuti mauri vanhu vatekeshere, imba yose yaIsiraeri, yose zvayo. Maguta achagarwa navanhu nenzvimbo dzerenje dzichavakwa misha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndichaitawo kuti mauri vanhu vatekeshere, imba yose yaIsiraeri, yose zvayo. Maguta achagarwa navanhu nenzvimbo dzerenje dzichavakwa misha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 uye ndichawanza vanhu pamusoro pako, kunyange iyo imba yose yaIsraeri. Maguta achagarwa uye matongo achavakwazve. Viz kapitola |