Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 35:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀawakati: Marudzi awa maʋiri nenyika idzi mbiri ɀicaʋa ɀaŋgu, icaʋa nhaka yeɗu, kunyaŋge Jehova wakaŋga ari’po;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Zvawakati, ‘Marudzi awa maviri nenyika idzi mbiri zvichava zvangu, zvichava nhaka yedu, kunyange Jehovha akanga aripo;’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Pamusana pokuti unotika iwe, marudzi avanhu maviri aya nenyika mbiri idzi zvichava zvangu uye tichazviita kuti zvive zvedu, kunyange zvazvo Tenzi aivamo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Pamusana pokuti unotika iwe, marudzi avanhu maviri aya nenyika mbiri idzi zvichava zvangu uye tichazviita kuti zvive zvedu, kunyange zvazvo Tenzi aivamo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “ ‘Nemhaka yokuti iwe wakati, “Ndudzi mbiri idzi nenyika idzi dzichava dzedu uye tichadzitora,” kunyange dai ini Jehovha ndaivapo,

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 35:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy