Ezekieri 34:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akapararira, nokuti akaŋga asinomufudzi, akaʋa ɀokudya ɀeɀikara ɀose ɀokusaŋgo, akapararira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akapararira, nokuti akanga asina mufudzi, akava zvokudya zvezvikara zvose zvokusango, akapararira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Naizvozvo dzangopararira zvadzo pamusana pokuti pakanga pasina mufudzi dzikava zvadzo chokudya chezvikara zvose zvesango. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Naizvozvo dzangopararira zvadzo pamusana pokuti pakanga pasina mufudzi dzikava zvadzo chokudya chezvikara zvose zvesango. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Saka akapararira nokuti kwakanga kusina mufudzi, uye paakapararira akava zvokudya zvezvikara zvesango. Viz kapitola |