Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 34:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino ʋacaziʋa kuti ini Jehova Mŋari waʋo ndinaʋo, ʋuye kuti iʋo, iyo imba yaIsraeri, ndiʋo ʋanhu ʋaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 “Zvino vachaziva kuti ini Jehovha Mwari wavo ndinavo, uye kuti ivo, iyo imba yaIsiraeri, ndivo vanhu vangu ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Ndipo pavachaziva kuti ini Tenzi, Mwari wavo ndinavo uye kuti ivo vemba yaIsiraeri, vanhu vangu. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Ndipo pavachaziva kuti ini Tenzi, Mwari wavo ndinavo uye kuti ivo vemba yaIsiraeri, vanhu vangu. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Ipapo vachaziva kuti ini, Jehovha Mwari wavo, ndinavo uye kuti ivo, imba yaIsraeri, ndivo vanhu vangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 34:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy