Ezekieri 34:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ndicaʋamedzera miti inorumbidzwa, haʋaŋgazopedzwi nenzara panyika yaʋo, kana kuzoshoʋorwa namarudzi aʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Ndichavameresera miti inorumbidzwa, havangazofa nenzara munyika yavo, kana kuzoshorwa namarudzi avanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndichavaita kuti vave nenzvimbo yokurima ine mukurumbira zvokuti havazombopararizve neshangwa yenzara munyika imomo kana kuzonyarazve nokusveeredzwa namarudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndichavaita kuti vave nenzvimbo yokurima ine mukurumbira zvokuti havazombopararizve neshangwa yenzara munyika imomo kana kuzonyarazve nokusveeredzwa namarudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ndichavapa nyika ine mukurumbira nokuda kwezvibereko zvayo, uye havangazovi nedambudziko renzara munyika kana kuva chinhu chinosekwa nendudzi. Viz kapitola |