Ezekieri 34:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova kwaʋari: Tarirai, ini, iyeni, ndicatoŋga pakati pamakwai akakora namakwai akawonda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha kwavari, ‘Tarirai, ini, iyeni, ndichatonga pakati pamakwai akakora namakwai akaonda.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari kwavari, chinzwai, ini iyeni ndichatonga pakati pehwai yakakora nehwai yakaonda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari kwavari, chinzwai, ini iyeni ndichatonga pakati pehwai yakakora nehwai yakaonda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “ ‘Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha kwavari: Tarira, ini ndimene ndichatonga pakati peakakora nemakwai akaonda. Viz kapitola |