Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 34:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Kana ari makwai aŋgu, anodya ɀamakatsika netsoka dzenyu, nokunwa ɀamakabvoŋgodza netsoka dzenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Kana ari makwai angu, anodya zvamakatsika netsoka dzenyu, nokunwa zvamakabvongodza netsoka dzenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Hwai dzangu dzinofanira kudya zvamunenge matsokodzera netsoka dzenyu nhai, dzichinwa mvura yamunenge mabvongodza henyu namakumbo enyu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Hwai dzangu dzinofanira kudya zvamunenge matsokodzera netsoka dzenyu nhai, dzichinwa mvura yamunenge mabvongodza henyu namakumbo enyu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ko, makwai angu angafanirwa nokudya kana kunwa zvamakabvongodza netsoka dzenyu here?

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 34:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy