Ezekieri 34:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ko munoti cinhu ciɗuku here ɀamakafura pamafuro akanaka, ɀino motsika netsoka dzenyu mafuro enyu akasara? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ko munoti chinhu chiduku here zvamakafura pamafuro akanaka, zvino motsika netsoka dzenyu mafuro enyu akasara? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hazvikwane here kwamuri kuti mufure mumafuro akanaka zvamunobva matsokodzera zvenyu mafuro mamwe ose netsoka dzenyu? Hazvikwane here kwamuri kuti mumwe mvura yakachena, zvamunobva mabvongodza imwe yose namakumbo enyu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Hazvikwane here kwamuri kuti mufure mumafuro akanaka zvamunobva matsokodzera zvenyu mafuro mamwe ose netsoka dzenyu? Hazvikwane here kwamuri kuti mumwe mvura yakachena, zvamunobva mabvongodza imwe yose namakumbo enyu? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ko, hazvina kuringana kwamuri here kuti mudye pamafuro akanaka? Zvakafanira here kuti mutsike netsoka dzenyu mafuro enyu akasara? Ko, hazvina kuringana here kuti munwe mvura yakachena? Ko, zvakafanira here kuti musvibise mvura yakasara namakumbo enyu? Viz kapitola |