Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 34:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Mufudzi seɀaanotȿaka ɓoka rake, nezuʋa raari pakati pamakwai ake akapararira kwose, saiɀoɀo ndicatȿaka makwai aŋgu, ndicaarwira panɀimbo dzose kwaakapararira nezuʋa ramakore nererima.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 “Mufudzi sezvaanotsvaka boka rake, nezuva raari pakati pamakwai ake akapararira kwose, saizvozvo ndichatsvaka makwai angu, ndichaarwira panzvimbo dzose kwaakapararira nezuva ramakore nererima.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Sezvinongoita mufudzi anotsvaka hwai dzake kana dzimwe dzapararira ndizvozvo zvandichaita kutsvaka hwai dzangu. Ndichadzinunura munzvimbo madzakapararira, pamusi wamakuti nerima rakati kwirindindi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Sezvinongoita mufudzi anotsvaka hwai dzake kana dzimwe dzapararira ndizvozvo zvandichaita kutsvaka hwai dzangu. Ndichadzinunura munzvimbo madzakapararira, pamusi wamakuti nerima rakati kwirindindi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Somufudzi anofudza makwai ake akapararira paanenge anawo, saizvozvo neni ndichafudza makwai angu. Ndichaarwira kubva panzvimbo dzose dzaanga akapararira pazuva ramakore nerima.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 34:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy