Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 34:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀanzi naShe Jehova: Tarirai, ndinemhaka naʋafudzi, ndicabvunza makwai aŋgu pamaʋoko aʋo, nokuʋadziʋisa kuzofudza makwai, ʋuye ʋafudzi haʋaŋgazoɀifudzi iʋo; ndicarwira makwai aŋgu pamiromo yaʋo, kuti arege kuzoʋa ɀokudya ɀaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarirai, ndine mhaka navafudzi, ndichabvunza makwai angu pamaoko avo, nokuvadzivisa kuzofudza makwai, uye vafudzi havangazozvifudzi ivo; ndicharwira makwai angu pamiromo yavo, kuti arege kuzova zvokudya zvavo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chionai ndanangana navafudzi. Wandichabvunza wacho ndivo vafudzi. Ndichavamisa kufudza hwai dzacho zvokuzvifudza ivo vafudzi zvichapera. Ndichanunura hwai dzangu pamiromo yavo kuitira kuti dzirege kuva chokudya chavo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvanzi naIshe Jehovha: Ndine mhaka navafudzi uye vachazvidavirira pamusoro pamakwai angu. Ndichavabvisa pakufudza makwai angu kuitira kuti vafudzi varege kuzozvifudza pachavo. Ndicharwira makwai angu pamiromo yavo, uye haachazovi chokudya chavo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 34:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy