Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 33:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Asi kana nharirire ikaʋona munondo uciʋuya, akasaridza hwamanda, ʋanhu ʋakasanyeʋerwa, munondo ukaȿika, ukabvisa mumŋe pakati paʋo, wabviswa hake nokuɗa kweɀakaipa ɀake, asi ropa rake ndicaribvunza paruʋoko rwenharirire.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Asi kana nharirire ikaona munondo ichiuya, akasaridza hwamanda, vanhu vakasanyeverwa, munondo ukasvika, ukabvisa mumwe pakati pavo, wabviswa hake nokuda kwezvakaipa zvake, asi ropa rake ndicharibvunza paruoko rwenharirire.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Asi kana nharirire ikaona bakatwa richiuya, munhu iyeyo akarega kuridza hwamanda, zvokuti vanhu vanosara vasina kuyambirwa, hondo yebakatwa iya youya yotora mumwe wavo. Munhu iyeyo akatorwa muhuipi hwake; ini mhosva yake ndichaiisa panharirire iyoyo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi kana nharirire ikaona munondo uchiuya uye ikasaridza hwamanda kuti iyambire vanhu uye munondo ukasvika ukabvisa upenyu hwomumwe wavo, munhu uyo achabviswa hake nokuda kwechivi chake, asi ndichabvunza ropa rake kunharirire.’

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 33:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy