Ezekieri 33:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ipapo aninani unonzwa kurira kwehwamanda, akasatenda kunyeʋerwa, kana munondo ukaȿika, ukamubvisa, ropa rake ricaʋa pamusoro wake, iye amene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 ipapo ani naani anonzwa kurira kwehwamanda, akasatenda kunyeverwa, kana munondo ukasvika, ukamubvisa, ropa rake richava pamusoro wake, iye amene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 munhu anenge anzwa kurira kwehwamanda akarega kuzvichenjererawo zvake, hondo yebakatwa ikamutora, munhu iyeyo rufu rwake nderwokuzviparira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 munhu anenge anzwa kurira kwehwamanda akarega kuzvichenjererawo zvake, hondo yebakatwa ikamutora, munhu iyeyo rufu rwake nderwokuzviparira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 ipapo ani naani kana akanzwa hwamanda asi akasava nehanya nenyevero uye munondo ukasvika ukamuuraya, ropa rake richava pamusoro wake. Viz kapitola |