Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino kana iɀi ɀiciitwa (tarirai ɀinoʋuya!), neŋguʋa iyo ʋacaziʋa kuti muprofita wakaŋga ari pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 “Zvino kana izvi zvichiitwa nokuti zvirokwazvo hazvimboregi kuitika, nenguva iyo vachaziva kuti muporofita akanga ari pakati pavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Kana izvozvi zvaitika—kuitika zvichatoitika—ipapo ndipo pavachaziva kuti muporofita akanga ari pakati pavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Kana izvozvi zvaitika—kuitika zvichatoitika—ipapo ndipo pavachaziva kuti muporofita akanga ari pakati pavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 “Panoitika izvi zvose, uye zvichaitika zvirokwazvo, ipapo vachaziva kuti muprofita akanga ari pakati pavo.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy