Ezekieri 33:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋanoʋuya kwauri seɀinoita ʋanhu, ʋanogara pamberi pako seɀinoita ʋanhu ʋaŋgu, ʋanonzwa mashoko ako, asi haʋaaiti; nokuti ʋanotaura ɀoruɗo nemiromo yaʋo, asi mŋoyo yaʋo inoteʋera fuma yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Vanouya kwauri sezvinoita vanhu, vanogara pamberi pako sezvinoita vanhu vangu, vanonzwa mashoko ako, asi havaaiti; nokuti vanotaura zvorudo nemiromo yavo, asi mwoyo yavo inotevera pfuma yavo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 izvozvi vachauya kwauri sokuuya kunongoita vanhu, vogara mberi kwako savanhu vangu, vachiteerera zvauri kutaura asi havambozviita. Zviripo ndezvokuti vanoratidza rudo rukuru zvepamuromo chete asi mwoyo wavo uri pane zvavangawane chete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 izvozvi vachauya kwauri sokuuya kunongoita vanhu, vogara mberi kwako savanhu vangu, vachiteerera zvauri kutaura asi havambozviita. Zviripo ndezvokuti vanoratidza rudo rukuru zvepamuromo chete asi mwoyo wavo uri pane zvavangawane chete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Vanhu vangu vanouya kwauri, sezvavanosiita, ndokugara pamberi pako kuti vateerere kumashoko ako, asi havaaiti. Vanondirumbidza nemiromo yavo, asi mwoyo yavo inokarira pfuma yokusarurama. Viz kapitola |