Ezekieri 33:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi kana uri’we, mŋanakomana womunhu, ʋana ʋaʋanhu ʋako ʋanokureʋa ʋari pamaȿiŋgo aʋo nomumikoʋa yedzimba dzaʋo, ʋanotaurirana mumŋe nomumŋe aciti kuhama yake: ɗoʋuya hako, unzwe shoko rinobva kunaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 “Asi kana uriwe, Mwanakomana womunhu, vana vavanhu vako vanokureva vari pamasvingo avo nomumikova yedzimba dzavo, vanotaurirana mumwe nomumwe achiti kuhama yake, ‘Douya hako, unzwe shoko rinobva kuna Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Asi kana zviri zvako, iwe mwanakomana womunhu, zvavanhu vanokunyeya pamadziro edzimba napamisuo yedzimba vachitaurirana mumwe nomumwe vachiti douya unzwe shoko riri kubva kuna Tenzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Asi kana zviri zvako, iwe mwanakomana womunhu, zvavanhu vanokunyeya pamadziro edzimba napamisuo yedzimba vachitaurirana mumwe nomumwe vachiti douya unzwe shoko riri kubva kuna Tenzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Asi kana uriwe, mwanakomana womunhu, vanhu venyika yako vanotaurirana pamwe chete pamusoro pako pamasvingo uye napamikova yedzimba, vachiti kuno mumwe nomumwe wavo, ‘Uyai munzwe shoko rabva kuna Jehovha.’ Viz kapitola |