Ezekieri 33:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ɀino kana iye akaʋona munondo uciȿika panyika, akaridza hwamanda, akanyeʋera ʋanhu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 zvino kana iye akaona munondo uchisvika panyika, akaridza hwamanda, akanyevera vanhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana iye akaona hondo yebakatwa ichiuya munyika, akaridza hwamanda achiyambira vanhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana iye akaona hondo yebakatwa ichiuya munyika, akaridza hwamanda achiyambira vanhu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uye iye akaona munondo uchiuya kuzorwa nenyika akaridza hwamanda kuti anyevere vanhu, Viz kapitola |