Ezekieri 33:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndaita nyika ɗoŋgo necishamiso, nokuɗa kweɀinonyaŋgadza ɀaʋo ɀose ɀaʋakaita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndaita nyika dongo nechishamiso, nokuda kwezvinonyangadza zvavo zvose zvavakaita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi, pandinenge ndaita kuti nyika iyoyi ive renje risina chinhu pamusana pezvose zvandisingadi zvavakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi, pandinenge ndaita kuti nyika iyoyi ive renje risina chinhu pamusana pezvose zvandisingadi zvavakaita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichashandura nyika ikava dongo rakaparadzwa nokuda kwezvinonyangadza zvavakaita.’ Viz kapitola |