Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Nyika ndicaiita ɗoŋgo necishamiso, kuɀikudza kwayo pamsoro pesimba rayo kucapera, namakomo aʋaIsraeri acaitwa matoŋgo, kuti kurege kuzoʋa nomunhu unopfuʋura napo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Nyika ndichaiita dongo nechishamiso, kuzvikudza kwayo pamusoro pesimba rayo kuchapera, namakomo avaIsiraeri achaitwa matongo, kuti kurege kuzova nomunhu unopfuura napo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Ndichaita kuti nyika ive renje risina chinhu, kuzvikudza kwavo nesimba zvipere. Makomo eIsiraeri achava renje zvokuti hapana anozopfuura nomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Ndichaita kuti nyika ive renje risina chinhu, kuzvikudza kwavo nesimba zvipere. Makomo eIsiraeri achava renje zvokuti hapana anozopfuura nomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Nyika ndichaiita dongo rakaparadzwa, uye simba rokuzvikudza kwayo richasvika kumagumo, uye makomo aIsraeri achaparadzwa zvokuti hakuna achaadarika.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy