Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Citi kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova: Noʋupenyu bgaŋgu, ɀirokwaɀo ʋari panɀimbo dzakaparadzwa ʋacaparadzwa nomunondo, uri kuɓani ndicamuisa kuɀikara kuti adyiwe naɀo; ʋari munhare nomumapako ʋacafa nehosha yakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 “Chiti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Noupenyu hwangu, zvirokwazvo vari panzvimbo dzakaparadzwa vachaparadzwa nomunondo, ari kubani ndichamuisa kuzvikara kuti adyiwe nazvo; vari munhare nomumapako vachafa nehosha yakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vataurire kuti zvanzi naTenzi Mwari, hezvino ndakadai, ivo vari mumatongo ivavo vachauraiwa nehondo yebakatwa. Vanenge vari musango ndichavapa kuzvikara vadyiwe nezvikara. Vanenge vari munhare kana mumapako vachafa nedenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Vataurire kuti zvanzi naTenzi Mwari, hezvino ndakadai, ivo vari mumatongo ivavo vachauraiwa nehondo yebakatwa. Vanenge vari musango ndichavapa kuzvikara vadyiwe nezvikara. Vanenge vari munhare kana mumapako vachafa nedenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 “Taura kwavari kuti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Zvirokwazvo noupenyu hwangu, vaya vakasara mumatongo vachaurayiwa nomunondo, vaya vari kumamisha, ndichavapa kuzvikara zvesango kuti zvivadye, uye vaya vari munhare nomumapako vachafa nehosha.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy