Ezekieri 33:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Munoʋimba nomunondo wenyu, munoita ɀinonyaŋgadza, munocinya mumŋe nomumŋe wenyu mukadzi wowokwake; ɀino muŋgapiwa nyika sei? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 “Munovimba nomunondo wenyu, munoita zvinonyangadza, munochinya mumwe nomumwe wenyu mukadzi wowokwake; zvino mungapiwa nyika sei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Munovimbaka namapakatwa imi, muchiita zvinosemesa mumwe nomumwe wenyu achin'oresa mukadzi womumwe. Ndimi mungati nyika ive yenyu here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Munovimbaka namapakatwa imi, muchiita zvinosemesa mumwe nomumwe wenyu achin'oresa mukadzi womumwe. Ndimi mungati nyika ive yenyu here? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Imi munovimba nomunondo wenyu, muchiita zvinhu zvinonyangadza, uye mumwe nomumwe wenyu achisvibisa mukadzi wehama yake. Zvino mungatora nyika here?’ Viz kapitola |