Ezekieri 33:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Naiɀoɀo citi kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova: Munodya nyama pamŋe cete neropa, mucitarira ɀifananidzo ɀenyu nameso enyu nokuteʋura ropa; ɀino muŋgapiwa nyika sei? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Naizvozvo chiti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Munodya nyama pamwechete neropa, muchitarira zvifananidzo zvenyu nameso enyu nokuteura ropa; zvino mungapiwa nyika sei?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Naizvozvo iti kwavari, zvanzi naTenzi Mwari munodyaka imi nyama ineropa muchanamata zvifananidzo zvokunamata, muchiuraya vanhu, ndimi mungaite kuti nyika ive yenyu here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Naizvozvo iti kwavari, zvanzi naTenzi Mwari munodyaka imi nyama ineropa muchanamata zvifananidzo zvokunamata, muchiuraya vanhu, ndimi mungaite kuti nyika ive yenyu here? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Naizvozvo uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Sezvo muchidya nyama neropa rayo uye muchitarira kuzvifananidzo zvenyu uye muchiteura ropa, zvino mungatora nyika here? Viz kapitola |