Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 33:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Mŋanakomana womunhu, ʋanhu ʋagere panɀimbo idzo dzakaparadzwa panyika yaIsraeri, ʋanotaura ʋaciti: Abrahama wakaŋga ari mumŋe cete, akagara nhaka yenyika; asi isu tiri ʋazhinji, nyika yapiwe’su iʋe nhaka yeɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 “Mwanakomana womunhu, vanhu vagere panzvimbo idzo dzakaparadzwa munyika yaIsiraeri, vanotaura vachiti, ‘Abhurahamu akanga ari mumwechete, akagara nhaka yenyika; asi isu tiri vazhinji, nyika yapiwesu ivo nhaka yedu.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 “Iwe Mwanakoamana womunhu, vagari venzvimbo idzi dzave matongo munyika yeIsiraeri vanoramba vachiti, ‘Abhurahamu aingova munhu mumwechete asi nyika iyi yaiva yake. Asi isu takatowanda, saka nyika yakapiwa kwatiri kuti ive yedu.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 “Iwe Mwanakoamana womunhu, vagari venzvimbo idzi dzave matongo munyika yeIsiraeri vanoramba vachiti, ‘Abhurahamu aingova munhu mumwechete asi nyika iyi yaiva yake. Asi isu takatowanda, saka nyika yakapiwa kwatiri kuti ive yedu.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 “Mwanakomana womunhu, vanhu vanogara mumatongo ayo munyika yaIsraeri vari kuti, ‘Abhurahama akanga ari munhu mumwe chete, asi akatora nyika. Asi isu tiri vazhinji; zvirokwazvo nyika yakapiwa kwatiri senhaka yedu.’

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 33:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy