Ezekieri 33:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋuye kana wakaipa akatendeʋuka pakuipa kwake, akaita ɀakarairwa neɀakarurama, ucararama naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Uye kana akaipa akatendeuka pakuipa kwake, akaita zvakarayirwa nezvakarurama, achararama nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana mutadzi akapindukawo pakuipa kwake, akaita zviri pamutemo nezvakarurama, anofanira kurarama pamusana paizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kana mutadzi akapindukawo pakuipa kwake, akaita zviri pamutemo nezvakarurama, anofanira kurarama pamusana paizvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Uye munhu akaipa akatendeuka pazvakaipa zvake akaita zvakanaka uye zvakarurama, achararama nazvo. Viz kapitola |