Ezekieri 33:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino iwe, mŋanakomana womunhu, uti kuimba yaIsraeri: Imi munotaura, muciti: Ɀirokwaɀo, kuɗarika kweɗu neɀiʋi ɀeɗu ɀiri pamsoro peɗu, tinopera nokuɗa kwaɀo; ɀino ticararama seiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino iwe, Mwanakomana womunhu, uti kuimba yaIsiraeri, “Imi munotaura, muchiti, ‘Zvirokwazvo, kudarika kwedu nezvivi zvedu zviri pamusoro pedu, tinopera nokuda kwazvo; zvino tichararama seiko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Iwe mwanakomana womunhu taurira imba yokwaIsiraeri kuti, ‘Imi makati kukanganisa kwedu nezvitadzo zvedu zviri patiri, takagara nazvo. Torarama sei?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Iwe mwanakomana womunhu taurira imba yokwaIsiraeri kuti, ‘Imi makati kukanganisa kwedu nezvitadzo zvedu zviri patiri, takagara nazvo. Torarama sei?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Mwanakomana womunhu, uti kuimba yaIsraeri, ‘Izvi ndizvo zvamunoreva muchiti, “Kutadza kwedu nezvivi zvedu zvinotiremera, uye tapera nokuda kwazvo. Zvino tingararama seiko?” ’ Viz kapitola |