Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 32:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ndicaʋodza ʋo mŋoyo yamarudzi mazhinji aʋanhu, kana ndiciȿitsa kuparadzwa kwako pakati pamarudzi, nokunyika dzawakaŋga usiŋgaziʋi iwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Ndichawodzawo mwoyo yamarudzi mazhinji avanhu, kana ndichisvitsa kuparadzwa kwako pakati pamarudzi, nokunyika dzawakanga usingazivi iwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Ndichadzongodza mwoyo yavanhu vakawanda. Pandinokuendesa kuhutapwa mukati mevechirudzi kunyika dzausingazivi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Ndichadzongodza mwoyo yavanhu vakawanda. Pandinokuendesa kuhutapwa mukati mevechirudzi kunyika dzausingazivi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ndichatambudza mwoyo yavanhu vazhinji, pandichauyisa kuparadzwa kwako pakati pendudzi, pakati penyika dzausina kumboziva.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 32:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy