Ezekieri 32:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀanzi naShe Jehova: Ndicakanda mumbure waŋgu pamsoro pako neɓoka raʋanhu ʋazhinji, iʋo ʋacakuɓata nomumbure waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ndichakanda mumbure wangu pamusoro pako neboka ravanhu vazhinji, ivo vachakubata nomumbure wangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Ndichakukanda mambure avanhu vakawanda ivo vachakukwevai mumambure angu okukukudza, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Ndichakukanda mambure avanhu vakawanda ivo vachakukwevai mumambure angu okukukudza, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Neboka ravanhu vazhinji ndichakanda mambure angu pamusoro pako, uye vachakukweva mumumbure wangu. Viz kapitola |