Ezekieri 32:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi iwe ucaputswa pakati paʋasina‐kudziŋgiswa, ucaʋata pakati paʋakaʋurawa nomunondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 “Asi iwe uchaputswa pakati pavasina kudzingiswa, uchavata pakati pavakaurayiwa nomunondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi iwe uchapwanyiwa uchizovata pakati pavasina kudzingiswa pamwechete navakauraiwa nehondo yebakatwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi iwe uchapwanyiwa uchizovata pakati pavasina kudzingiswa pamwechete navakauraiwa nehondo yebakatwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Newewo, iwe Faro, uchavhunwa uye uchavata pakati pavasina kudzingiswa. Viz kapitola |