Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 32:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Rakaisirwa nhoʋo pakati paʋakaʋurawa pamŋe cete naʋanhu ʋaro ʋazhinji ʋose, marinda aro akarikomberedza; ʋose haʋana‐kudziŋgiswa, ʋakaʋurawa nomunondo; nokuti ʋaityisa panyika yaʋapenyu, ʋakaʋa nemhoȿa yeɀinonyadzisa ɀaʋo, pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba; rakaiswa pakati paʋakaʋurawa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Rakaisirwa nhoo pakati pavakaurawa pamwechete navanhu varo vazhinji vose, marinda aro akarikomberedza; vose havana kudzingiswa, vakaurayiwa nomunondo; nokuti vaityisa munyika yavapenyu, vakava nemhosva yezvinonyadzisa zvavo, pamwechete navanoburukira kugomba; rakaiswa pakati pavakaurawa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Vakamupa uriri mukati mavakaurayiwa nehondo yebakatwa pamwechete negurusvusvu rayo rose ravanhu; makuva ayo akaikomberedza. Vose vasina kudzingiswa vakaurayiwa nehondo yebakatwa nokuti yaimbozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu. Vachanyara pamwechete navanhu vanoenda kugomba vaiswawo mukati mavakaurayiwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Yakawaridzirwa mubhedha pakati pavakaurayiwa, nevanhu vayo vazhinji vakakomberedza rinda rayo. Vose havana kudzingiswa, vakaurayiwa nomunondo. Nemhaka yokuti kutyisidzira kwavo kwakanga kwapararira munyika yavapenyu, vanotakura nyadzi dzavo navaya vanoburukira kugomba, vakaradzikwa pakati pavakaurayiwa.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 32:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy