Ezekieri 32:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino neŋguʋa yandicaita nyika yeEgipita ɗoŋgo rakaparadzwa, nyika yakatorerwa ɀayakaŋga izere naɀo, neŋguʋa yandicaroʋa ʋose ʋagere’mo, neŋguʋa iyo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino nenguva yandichaita nyika yeIjipiti dongo rakaparadzwa, nyika yakatorerwa zvayakanga izere nazvo, nenguva yandicharova vose vageremo, nenguva iyo vachaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana ndaita nyika yeIjipiti renje; zvose zvizere mairi zvabviswa, vose vagari vomo ndavauraya, ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana ndaita nyika yeIjipiti renje; zvose zvizere mairi zvabviswa, vose vagari vomo ndavauraya, ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Pandichaita Ijipiti kuti ive dongo uye pandichabvisa zvose zviri mairi, pandichauraya vose vanogaramo, ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’ Viz kapitola |