Ezekieri 31:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndakauita ɀakanaka nokuwanda kwamataʋi awo, naiɀoɀo miti yose yeEdeni, yaiʋa mumunda waMŋari, yaiugoɗora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ndakauita zvakanaka nokuwanda kwamatavi awo, naizvozvo miti yose yeEdheni, yaiva mumunda waMwari, yaiugodora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndakaita kuti uve unoyevedza nezanzwe rokuwanda kwamapazi awo miti yose yomuEdheni, yaiva mumunda waMwari yakauitira shanje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndakaita kuti uve unoyevedza nezanzwe rokuwanda kwamapazi awo miti yose yomuEdheni, yaiva mumunda waMwari yakauitira shanje. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndakauita muti unoyevedza una matavi akawanda, muti waiyemurwa nemiti yose yomuEdheni mubindu raMwari. Viz kapitola |