Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 31:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Saiɀoɀo wakaŋga wakanaka paʋukuru bgawo, napakureɓa kwamataʋi awo; nokuti mudzi wawo wakaŋga uri mumvura zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Saizvozvo wakanga wakanaka pakukura kwawo, napakureba kwamatavi awo; nokuti midzi yawo yakanga iri mumvura zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kukura kwawakanga wakaita kwaiyevedza, nomureberowo wakanga wakaita mapazi awo nokuti midzi yawo yaienda kumvura yakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Kukura kwawakanga wakaita kwaiyevedza, nomureberowo wakanga wakaita mapazi awo nokuti midzi yawo yaienda kumvura yakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Wakanga uchiyevedza parunako, namatavi awo akatandavara, nokuti midzi yawo yaidzika pasi kune mvura zhinji.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 31:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy