Ezekieri 30:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nezuʋa iro nhume dzicabva kwandiri neɀikepe kundotyisa ʋaEtiopia ʋasinehanya; ʋacaʋa nokurwadziwa kukuru, sapazuʋa reEgipita; nokuti, tarirai, ɀinoʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Nezuva iro nhume dzichabva kwandiri nezvikepe kundotyisa vaItiopia vasine hanya; vachava nokurwadziwa kukuru, sapazuva reIjipiti; nokuti, tarirai, zvinouya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Pazuva iroro nhumwa dzichabva kwandiri nengarava dzichindotyisidzira vanhu veItiopia vakavarairwa zvavo. Nhamo ichavawira zuva iroro rokuparara kweIjipiti nokuti hero rouya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Pazuva iroro nhumwa dzichabva kwandiri nengarava dzichindotyisidzira vanhu veItiopia vakavarairwa zvavo. Nhamo ichavawira zuva iroro rokuparara kweIjipiti nokuti hero rouya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “ ‘Pazuva iro, nhume dzichabva kwandiri dziri muzvikepe kuti dzindotyisidzira Etiopia kuti abve pakuvarairwa kwake. Ucharwadziwa pazuva rokuparadzwa kweIjipiti, nokuti zvirokwazvo rinouya. Viz kapitola |