Ezekieri 30:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋacaʋa ɗoŋgo pakati penyika dzakaitwa matoŋgo, namaguta ayo acaʋa pakati pamaguta akaitwa matoŋgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Vachava dongo pakati penyika dzakaitwa matongo, namaguta ayo achava pakati pamaguta akaitwa matongo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Vachasara vava renje rokupedzesera mukati medzimwe nyika dzakava renje uye maguta avo achiva maguta zvawo okupedzesera pakati pamamwe akaparadzwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Vachasara vava renje rokupedzesera mukati medzimwe nyika dzakava renje uye maguta avo achiva maguta zvawo okupedzesera pakati pamamwe akaparadzwa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vachaparadzwa pakati penyika dzakaparadzwa, uye maguta avo achava pakati pamaguta akaitwa matongo. Viz kapitola |