Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 30:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Munondo ucaʋuya pamsoro peEgipita, kurwadziwa kukuru kucaʋa’po paEtiopia, kana ʋakaʋurawa ʋaciparadzwa paEgipita; ʋacabvisa ʋanhu ʋayo ʋazhinji, nenheyo dzayo dzicakoromorwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Munondo uchauya pamusoro peIjipiti, kurwadziwa kukuru kuchavapo paItiopia, kana vakaurawa vachiparadzwa paIjipiti; vachabvisa vanhu vayo vazhinji, nenheyo dzayo dzichakoromorwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Bakatwa richaparadza Ijipiti, Itiopia ichawirwa nenhamo, vanenge vaurayiwa muIjipiti vachiti rakata; upfumi hwayo huchaendwa nahwo, ugaro hwayo huchiputswa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Bakatwa richaparadza Ijipiti, Itiopia ichawirwa nenhamo, vanenge vaurayiwa muIjipiti vachiti rakata; upfumi hwayo huchaendwa nahwo, ugaro hwayo huchiputswa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Munondo uchauya pamusoro peIjipiti, uye kurwadziwa kuchauya pamusoro paEtiopia. Vakaurayiwa pavachawa muIjipiti, pfuma yake ichatakurwa ichienda kure uye nheyo dzayo dzichakoromorwa.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 30:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy