Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 30:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ndicatsigira maʋoko amambo weBabironi, asi maʋoko aFarao acaremberera pasi; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndiciisa munondo waŋgu muruʋoko rwamambo weBabironi, iye akautambanudzira pamsoro penyika yeEgipita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ndichatsigira maoko amambo weBhabhironi, asi maoko aFarao acharemberera pasi; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichiisa munondo wangu muruoko rwamambo weBhabhironi, iye akautambanudzira pamusoro penyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ndichasimbaradza maoko amambo weBhabhironi asi Farao achati maoko regwede. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi. Pandinenge ndaisa bakatwa rangu mumaoko amambo weBhabhironi, acharisimudzira nyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Ndichasimbaradza maoko amambo weBhabhironi asi Farao achati maoko regwede. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi. Pandinenge ndaisa bakatwa rangu mumaoko amambo weBhabhironi, acharisimudzira nyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Ndichasimbisa maoko amambo weBhabhironi, asi maoko aFaro acharembera pasi. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichaisa munondo muruoko rwamambo weBhabhironi agouvheyesa kuti arwise Ijipiti.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 30:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy