Ezekieri 30:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Saiɀoɀo ndicaita ɀandakatoŋga pamsoro peEgipita; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Saizvozvo ndichaita zvandakatonga pamusoro peIjipiti; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndizvo zvandichaita kuIjipiti pandichaigadza dare. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndizvo zvandichaita kuIjipiti pandichaigadza dare. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Saka ndicharanga Ijipiti, uye vachaziva kuti ndini Jehovha.’ ” Viz kapitola |