Ezekieri 30:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀanzi naShe Jehova: Ndicaparadza ʋo ɀifananidzo, nemifananidzo ndicaigumisa paNofi; hapaŋgazoʋi nomucinda kunyika yeEgipita; ndicaisa kutya panyika yeEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvanzi naIshe Jehovha, “Ndichaparadzawo zvifananidzo, nemifananidzo ndichaigumisa paNofi; hapangazovi nomuchinda kunyika yeIjipiti; ndichaisa kutya panyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvanzi naTenzi Mwari, “Ndichaparadza zvifananidzo zvokunamata ndichigumisa zvifananidzo zvokunamata zviri muguta reMemufisi. Munyika yeIjipiti hamuchafa makaita jinda remo nezvo ndichaisa kutya munyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvanzi naTenzi Mwari, “Ndichaparadza zvifananidzo zvokunamata ndichigumisa zvifananidzo zvokunamata zviri muguta reMemufisi. Munyika yeIjipiti hamuchafa makaita jinda remo nezvo ndichaisa kutya munyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Ndichaparadza zvifananidzo uye ndichagumisa mifananidzo yeMemufisi. MuIjipiti hamuchazovizve nomuchinda, uye ndichaparadzira kutya munyika yose. Viz kapitola |