Ezekieri 3:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti hautumŋi kurudzi runomutaurire usiŋgazikanwi norurimi runogozha, asi kuimba yaIsraeri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Nokuti hautumwi kurudzi runo mutauriro usingazikanwi norurimi rwakaoma, asi kuimba yaIsiraeri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Chiripo ndechokutika handisi kukutuma kune vanhu vanotaura chirudzi kana mumwe mutauro wakaoma, asi kuti kumba yaIsiraeri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Chiripo ndechokutika handisi kukutuma kune vanhu vanotaura chirudzi kana mumwe mutauro wakaoma, asi kuti kumba yaIsiraeri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Hausi kutumwa kuvanhu vane mutauro usinganzwisisiki uye norurimi runogozha, asi kuimba yaIsraeri, Viz kapitola |