Ezekieri 3:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, dyisa ɗumbu rako, ugutise ʋura bgako norugwaro rwakapetwa urwu rwandinokupa. Ipapo ndikarudya, rukaʋa mumukanwa waŋgu soʋuci nokuzipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, dyisa dumbu rako, ugutise hura hwako norugwaro rwakapetwa urwu rwandinokupa.” Ipapo ndikarudya, rukava mumukanwa wangu sohuchi nokuzipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akatizve kwandiri, “Iwe munhu idya bhuku iri rokumononora randiri kukupa uzadze dumbu rako naro.” Ipapo ndakaridya, mukanwa mangu umu raitapira souchi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akatizve kwandiri, “Iwe munhu idya bhuku iri rokumononora randiri kukupa uzadze dumbu rako naro.” Ipapo ndakaridya, mukanwa mangu umu raitapira souchi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, idya zviri pamberi pako, idya rugwaro urwu rwandinokupa uzadze dumbu rako narwo.” Saka ndakarudya, uye rwaitapira souchi mumukanwa mangu. Viz kapitola |