Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 3:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 ini ndicanamatirisa rurimi rwako mumukanwa wako, kuti uʋe mbeʋeʋe, urege kuʋa murairi waʋo; nokuti iʋo iimba inondimukira simba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 ini ndichanamatirisa rurimi rwako mumukanwa wako, kuti uve mbeveve, urege kuva murayiri wavo; nokuti ivo iimba inondimukira simba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamatire mukanwa mako zvokuti uchava chimumumu ugotadza kuvadzora nokuti imba yavanhu vakapanduka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamatire mukanwa mako zvokuti uchava chimumumu ugotadza kuvadzora nokuti imba yavanhu vakapanduka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamire kumusoro kwomuromo wako kuitira kuti unyarare ukonewe kuvatsiura, kunyange vari imba yokumukira.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 3:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy